Gokwe Latest: Part 2 Mhondi dzeGokwe Dzotemwa Temwa Nemabhemba
Gokwe Latest: Part 2 Mhondi dzeGokwe Dzotemwa Temwa Nemabhemba
Exclusive News Coverage from Sly Media TV news department.
Have you got any NEWS for us? please feel free to contacts us via the email.and mobile contacts below
Email:[email protected]
+273714761287 News Line
+263773761800 Silvester
Follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions or…
source
Reviews
0 %
Zvinofadza chose kuti boys remabhemba hapana akabatwa
Makagona kubata basa vakoma well done, mudzokere futi munopedzisa baba namai vacho zvivharane
Hanzi havafambe futi vakatemwa temwa mdara uyo anyatso tsanangura kurohwa kwakaitwa mhondi idzi kkkkkkkkkkkkk
Thanks gweja, wakanyanya
What a poor reporter , do you want us to listen as if something is happening in windy conditions
Dhaniyere Kachere sha unobhowa volume yako is so low
MPAMHANGA family yakakura chaizvo,ndadvidzva na headmistress you GRACE MPAMHANGA kukwekwe EMTHONJENI PRIMARY, ndikanodzidza futi na brother yacho TENDAI OR FUNGAI MPAMHANGA AT RIO TINTO ZHOMBE HIGH,KENNETH MPAMHANGA was senior vayigona chikoro chaizvo vanhu ivava.SO SAD ,TO WHAT IS HAPPENING TO THE MPAMHANGA FAMILY'
Utange wamhoresa Vanhu Iwe not kungotanga Nyaya ASI hauna kudzidziswa
Ukarera vana zvakaipa ndomubairo iwoyo
Ngozi yeGonawapotera,mumusha asi srs guys mapurisa anomboshanda sei panyaya dzehumhondi unotoona mapurisa achiburitsisa munhu anehumhondi atouraya zvirikuoneka onzi atongwe arikunze,ana huku onzi 15 yrs mujeri kujeri kune nyaya uku vanokurudzira humhondi saIshumairi wechurch yake yehumhondi akaburitswa vasina mhosva vogara mukati ipapo paritrick mapurisa akapihwa mhosva idzi ndapinzwe mukati vanhu vaone
Ko baba vevana vakauraya vakusiirwei
Mtori wenhau taaktorara tchizama kuterera zvmnotaura
Mtore wenhau kridza ngonono sure!!
Sekuru vakaona horror shame vatoive nxt target zvakaoma ingozi chaiyo iyi
Well done bcz hakuna munhu anekodzero yekuuraya munhu
Job well done
Mutori wenhau bvunza relationship iri pakati pababa ava nevana ava. Dai vemabhemba vakasiya zvavazvirema nxaa
Gokwe inotyisa ndatenda hanku…nyaya dzinoburwako haiwa
Well done. Vakomana vemabhemba ndozvinongoda kuitwa kumunhu wese auraya Dai hurumende yangovapa Basa vanhu ava Dai makatongotema zvekuuraya chaiko
Mudhara manje mukangoti so so so munenge mavingei pamedia newewo mutapi wenhau ndochii ichochi
Vanhu ngavadzidze kushanda zvavo pliz
Vemabhemba makagona but sekuru mungadaiyi musina kumbobvira mapa mhondi idzo mari
Zvino zvasekuru vedu vabva vati bvuuu dzese
Vana vano tambudza vabereki,nhaimi
I think this was a planned revenge from the family of the murdered bqmkuru. Vakagona dai vakapedza vese baba naamai
I salute vakomana vemabhemba🫡🫡🫡🫡🫡
Presenter uzotipawo serious volume yako kuita kunge ukukonza babie
Pfuma yenhaka neusimbe zvese and in my opinion musha uyu une ngozi huru hope vakatombouraya vakawanda
Well-done vakoma vemabhemba
Hanzi pandakanga ndasika Refugee 😂😂😂
Mabhemba akabata basa guru because it's sad
Vazukuru vana Baba vakaurawa tereraiwo sekuru haisi mhosva yavo vaitoda kutourayiwawo
Mubairo wezvivi rufu. Bamukuru vakapfuka
The best reporter who listens more than interrupts with unanswered bulky questions
Ndarwadziwa chose mudhara uyu ndakasevenza naye ari officer in charge Gokwe kana manzwa mashoko ake mapurisa pliz ngaaite basa rawo chiitiko ichi chaisafanira kuitika kana vanhu ava nyaya dzavo dzakabatwa zvakanaka nemapurisa.Zvinorwadza uchiziva kuti basa iri waimbova mariri roresva kubatwa wakarisa.Ummmmm tibatsireiwo vanotungarira vana ava.Sorry mudhara Mupamhanga ndinoziva kurwadza kwazvo.
Mandebvu nevana vake vakadheerera jeri
oh oh Mr Mpamhanga is gone ,in a sad way, he was a hardworker