Takabata Muroyi Wedu Kuma8 Dzehusiku Akashama Aripamusuwo Wemba
Takabata Muroyi Wedu Kuma8 Dzehusiku Akashama Aripamusuwo Wemba
Exclusive News Coverage from Sly Media TV news department.
Have you got any NEWS for us? please feel free to contacts us via the email.and mobile contacts below
Email:slymediastreaming@gmail.com
+273714761287 News Line
+263773761800 Silvester
Follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions or…
source
Reviews
0 %
This is a demo advert, you can use simple text, HTML image or any Ad Service JavaScript code. If you're inserting HTML or JS code make sure editor is switched to 'Text' mode.
Good advertising …mukagara gara moendesawo mrume uyo for professional medical care….
Condition
Itai quality sound seKaranganda please 🙏
Munhu uyu haasi muroyi nekuti muroyi haaoneke na 8 zvekudaro and muroyi chaiye ukamuona usina mishonga unoita problem😊
Pamuchaziwa kuti muroi anosisirisa muchadzidza henyu imi zviripachena aida kupfuma uyu zvakabackfire badzi
Aaaahhh baba Middy ndevepa next pedu
Makamboramba mhosva hr vanhu😊
Kadare aka mahumbwe chaiwo. Hamusi kuona kuti munhu uyu ane seizure disorder?
Even if that wasn’t the case, kungokumura hembe kuroya here?
Takasara kumashure chaiko senyika. Mental health issue iri very clear zvonzi munhu muroyi. Ndamboda kutsamwira mambo asi ndazoona kuti kusaziva kwacho kunotonzwisa tsitsi. Vave kutoita advertise zvavo n’anga iyo. Hama dzemunhu uyu ngavaendese munhu kuti awane proper treatment. Haa zvinobhowa mhani!
But munhu uyo arikuziva zvaaiita cey akatiza paakabatwa
Mr Nyangatayani is very humble man indeed
Aiziva zvaaita uyu, kubvisa hembe aida kuita basa rake,Saka aitizei
Is Nyachuru a headman or Chief, why vanhu vachimuti Mambo and iye achizviti Mambo
Mambo mambo mambo
Munhu uyu anotova nedambudziko anotodavo kubatsirwa haatozivi zvinenge zvichiitika
Imi potai muchiita kuti vanhu vataurise mhani. Totoita kufungidzira kuti munhu arikutichii here
Hapana huroyi apa utorivo mweya
Nyachuru idofo pafeya
Hapana uroi apa i mental illness iyi and patori ne evidence yekuti akambozviita b4. Iye muroi anouya na 8am makazvionepi
Are chiefs taught anything about mental health issues?
Zvakaoma
Nanga iyi manyepo kani
Iyi its just a coincidence
Hapana uroyi apa uye tinorwara tese tese mhani
Misha inemakuva nekurwara
This dare rinopenga
Murume uyu ane mental illness
Pfutseke mhani Do nt go .its lies hakuna chiro
Vanhu vatema tine dambudziko
Chokwadi this man is mentally ill zvinoitika izvi
Asi isu chedu kungoti uroyi
Hapana nyaya apa stupid people
Ngaatoende ku hospital
Mumubatsire dare iri ndere madofo
Zvakaoma
Batsirwa munhu wemurume haade kuita dambudziko rakadai
Ka 2kg kedhululu