Rusape St Faith Mission School Priest Vorumisa Vana Nembwa Nemapurisa ๐๐ญ During Students Protest
Click to rate this post!
[Total: 0 Average: 0]
Post Views: 3
I Like ThisUnlike
0
Please Login to Vote
I Dislike ThisUn-Dislike
0
Please Login to Vote
Disciplining children with police dogs, for standing up for their rights as citizens.Zim is a very broken country, very sad.๐ข
There must be someone behind this amount the staff .Ibasa remubereki kunegotiator fees. Mwana chake kudziidza kana muberrki waremerwa bvisa mwana wako womuisa paunokwanisa simpuru.
Mupurisa kurumisa mwana nembwa pfungwa takaisepi nhai vanhu mwana here zvinorwadza
So sad
I can't stop crying ๐ญ mwana kurumwa somebody please tell me its not true ๐ข
This the Staring Of
REVOLUTION REVOLUTION
REBEL REBEL REBEL REBEL REBEL REBEL REBEL REBEL REBEL
๐ช๐ฟ๐ช๐ฟ๐ช๐ฟ๐ช๐ฟ๐ช๐ฟ๐ช๐ฟ๐ช๐ฟ๐ช๐ฟ๐ช๐ฟ
Gvt school teaches parents zvisinga goneke nemaprivate unonyatsoona kuti uyu mwana uyu anga akajaidzwa paprivateschool
Who ever is leading the revolution of these kidz is better than your so called coward president off the opposition imagine there are standing up for their parents not for themselves he or she has a future in politics
Handiti ndozvamairamba here muchiti Varungu vaikurumisai nembwa he zvino parizvino mave kuzviita kurumisa vana nembwa tichiri muhudzvanyiriri hapana kusununguka apa
Aaaa Makamba is a good man he was one of best teachers at Mavhudzi High School during his days it's very sad let justice prevail
Mapurisa angovewo enhema
Sad indeed
Abuse
Mapurisa zvimwe nyaraiwo cy muchitinyadzsawo kudaro kutoenda nembwa kuvana hmmm .shem shem ndanyara hng kutonz torai imbwa tiendere vana vechkoro
Imi varikuti mari inonhongwa hre zimbabwe inemari here vanambwa imi nei muchiroya vanhu imi muri vana satani chaivo
Musadaro imi
Mukuru we mapurisa where are you???????? Zvikoro zve Anglican kumanicaland zvikutonetsa. Ndivo fut kwenyaya ya livingstone zvimaingonzi archdiocese Chino chino
To call police and dogs is it the way you discipline your children at home police themselves need to be disciplined
Zvirukumbofamba sei kuZim veduwe vanu vofarirepi out of the country tikioneswa namo nekumusha zvekare mwari varukuzviwona zvavo I one day chete ndaewadziwa nevana ava veduwe ka
Munangagwa imbwa chaiyo . Ngatibatanei tirwe hondo iyi vabereki . Ngatifeyi tichizama zvakangofanana kusiri kufa kwacho ndekupi
Musadaro imi chiyi chakadaro