Robert Mugabe Jnr LEAKED AUDIO Exposed by Ex Best Friend Nigel Bezeck in Shocking Scandal
Robert Mugabe Jnr LEAKED AUDIO Exposed by Ex Best Friend Nigel Bezeck in Shocking Scandal
Reviews
0 %
This is a demo advert, you can use simple text, HTML image or any Ad Service JavaScript code. If you're inserting HTML or JS code make sure editor is switched to 'Text' mode.
Ndokumbirawo link reTele gram
Zimbabweans are real soul sellers.30 pieces of silver and you snitch.Reason why I've no friends!
Hapana mwana wamugabe apa
Grown men acting worse than kids and gossiping among themselves. Hanzi "fear women", hehede!
Nyika ingabudirira pakadai?
If he has exposed him then what do we do with the information then rubbish nxa
Thez Kidz ar just spoilt chete ,
This is not a friend its an enemy we ahave real friends nomater how we fight they will never expose
Bobo nemhuri yake ihoro
His just as any kid or human. Our kids are doing worse. Mharapatsetse is the bitter friend arwadzirwa nei asii anyimwa bag . Lets gv Robert Jnr a break his Human.
Nonsense
Haiwawo imbwa uyo anopengà munhu tanha dzaunosvikira … Ex best friend kudii ka runner wo zvako
Asiri kuita sex ndiyani …
Ngachinotsvaga venevekwapamire bambovakemwanauyu😂😂🎉😢
Taura hako pausingakwane usasvikepo ungatambe nevanhu vanowana iwe urimurombo
Being around & being okay with your friend's behaviour probably aiding it only to air them out because you are upset is rat 🐀 behaviour 🚮
Whatever brothers and sisters Robbie Jr is untouchable. Pamaiita mese hant maiva mese it's game over now wakutiudza Yes it's good for the media. Zimcelebs ava neContent but haa zvakaendwa masome etc bro his time and he's still enjoying
Ma iceboy anenge anzi holiday ino munhu ngazvionere votsamwa 😂😂😂
Vana ava vanonzwisa tsitsi, ngozi ne mweya dziri
pavaro dzakaoma. Zvinotoda Jesu otherwise haisi mhosva yavo asi zvakavagara zvikuru
Haiwawo nonsense shamwari dzana Robert ndivana Sean Mnangagwa nana What what chiwenga. Imi learn kutamba nesu. Why do you embarrass yourselves muchiitwa ma runner evana vevanhu vane mari. Next time tambai nevezera renyu Abeg.
Bad friend enemy chaiyo who does tht wani maiita mese olus why wer u always recording him
Iwe Nigel dai akanatso dealer newe Tino uyu unoudza vamwe ah
When friends fight it should never go public…. The moment he put hands on u deyi hushamwari waka pera …. this just shows u had ulterior motive to the friendship
Dzimwe shammwari nyangwe tikanetsana our business should be private
Guhwa rechirungu 😅…