Mwana Akaba Mari Yamai Vake Akapa Boyfriend Kuti Itenge Mota, Abatwa Kudare KwaSekuru Tasvu


Mwana Akaba Mari Yamai Vake Akapa Boyfriend Kuti Itenge Mota, Abatwa Kudare KwaSekuru Tasvu

Exclusive News Coverage from Sly Media TV news department.
Have you got any NEWS for us? please…

source

46 Comments
  1. Zvinonzi ndiani akaona kunobva mvura gore mudenga chiii kumberi kwayo…. Can someone help

  2. I was ther wen this lady come we slept together pasekuru Tasvu

  3. Sekuru tasvu vakapenga ndavabhiga

  4. Khona umtwana lo uledimon elibi lothathela umama wakhe

  5. Haaa uyu ano penga chete, kupa Mari boyfriend kutenga mota iye chero ne bhasikoro haana , pedzezvo kubira Mai haa demon

  6. Haaa jossy ma1 🙈🙈🙈🙈

  7. Mwana wauno tamburira kuti ave neramangwana rakanaka , ndiye anokubira .Vana ava , Mwari pindirai . Zvinorwadza izvi.

  8. Ah wait 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  9. Hezvo namai kupa kochiiii kudai umm namatirwa sha nemasvikiro awakaita kkkk

  10. Nhayi Josi wakapindwa neyiko nhayi veduwe mmmh,i m so disappointed in you 😞,how can you do this to your own mother

  11. But why uchifunga kuti wakangwara nhai girl

  12. Mwanasikana uri mbudzi inodya ma gadheni ewanhu zvauri mbiti chokwadi ungade kufadza chikomba nekuchipa mari yamai wako urinzenza wakadii kumupa yako unowaziwa mushe ere warume awa
    Hanzi na sekuru Choga ndikwanire

  13. Apa mwana ngaazvarwe ngaanake ngaasvike asi mudehenya hamuna chinhu shuwa ungabire amai vako mari uchifadza boyfriend

  14. Vanhu vakabira mai avo $US 400 ngavamame. Sekuru sotai vanhu

  15. Thank you Sly media madzinza akatakura kurema aya

  16. Matare aakudhura kudaro🙆🏾‍♀️ nyangwe dhora chairo anga asingasviki. Zvakaoma

  17. Mugoni wepwere ndeasinayo mwana uyu anogona achitoshandiswawo

  18. Haasi mbavha inga ati aiti achadzorera wana matsotsi ndivo a vo vakamukwereta mari

  19. Sekuru Tasvu batai mbavha idzo dziuye dzichimhanya

  20. She has beautiful eyes though 😍

  21. Shamhu yako yakakumirira my guy

  22. Nhai mwari jossy tell me its not true😳😳😳😳

  23. Shave rekuhura nehuroyi zvakango ringana mashave akaipa. Dene mai vacho vakagadzira iye mskana uyu ayizokuvara. Ndofunga mai vacho zanomuziva mwan wavo. This is the cause of innocent Zimbabweans through xenophobia. Ndofunga mapurisa eku SA kwacho anyanyirwa. Mbava dzakadai adzifanirwe kugara kunedzimwe nyika. Mskina uyu ibenzi chaiiro.

  24. Why do you have to upload this to media though👎👎

  25. Ma rates awooo $250 yakanyanyawooo

  26. Benzi….remwana Boyfriend inofuma yakuramba mangwana 🤣🤣🤣🤣😉

  27. Joy usadaro shaa ndomuziva musikana uyoo

  28. Tapera taparara huyai joni sekuru

  29. Uyo mwana uyo hadzina kunyatso kuita right right

  30. Kuda varume kwe rudzii irwu kwakaoma veduwe.

  31. Where is this sekuru located?

  32. Vasikana vakadai vanowanekwepi

  33. Sekuru Tasvu ukauya uchivaedza unobvapo wanaiwa kkkkkkk haana kuzvifungira kuti angabatwe hake.

  34. Mwana uyo ibenzi💔💔kubira amai wako nyakutumbura kunopa hako boyfriend siiiiis .Dear God never ever bless me with such stupid&evil children in Jesus'Name Amen

  35. Capetown mjolo chete hakuna marriage

    Leave a reply

    YOUR CART
    • No products in the cart.
    Welcome to Roots Afrikiko.
    Logo
    Search
    Generic filters
    eskişehir eskort - eskort eskişehir - mersin eskort - izmir eskort - bursa eskort
    0
    Shopping cart