MUTOKO……… MHURI YENGOZI YOUNZA CHIREMBA WEKUCHIPINGE
MUTOKO……… MHURI YENGOZI YOUNZA CHIREMBA WEKUCHIPINGE
KUBATSIRWA KWE MHURI KWATANGA
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU ” MAGICAL TV AFRICA” KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT https://www.youtube.com/channel/UCuw0-f9kjBCcdEQGR9JGChw
source
Reviews
0 %
Mundewere muskana uyu yakaitawo kakusiyana ne zulu
Please put some date on each video you make bcz this one is it for 2010 or 2023
Putseki wamakonjera wenyu toda iyeyu
Kkkkkkkkkkk broken Zulu Kkkkkkkkkkk
Nonsense sekuru ayo
Iro zin.anga ndokunonzi kutambisa nguva kudzorera vanhu kumashure chaiko hapana zvozikamwa
Something is fishing na sekuru avo
Sekuru ayo ngavasarombaisa futi
Watching from capetown
Ukoo matoko aye hoyoo😂😂😂😂 ozunza matako
Tasvu apo Mukotsanjera chete uyo anotamba nevanhu mhani
rimwe dhara ranokora padivi ndariona kkk
vose madhara awo akaromba ndoo saka vasingadi kuripa vanotoziva kt zvinobda zvakawanda
ko varikuda kuti ibviswe vasina kuripa chirudziii ichecho
kkk ko bute racho unotofamba ne2kg chaiyo
ko havana kndotora n'anga yavo here
uyu mshoperi atova bz kushopera
Ndango farira jiti hangu
Saka vakadzi avo vazunza mtaka hanziii
Kkkk idzviti iri
Saka isu mandau tiri ma ndebele here help please
Lokhu kunzima kodwa lo ukhulu angimthembanga ncamu
N'anga iri kuhumana 😊
Haahone uyo lying 😊
N'anga iyi bho here vaNeshamba
Marova basa mukoma short
Muchazvimbiswa makumbo 😂😂😂😂 hameno zvenyu.n’anga yenyu haina chairi kuwona 😂😂 Mandlovu ukufanira kupiwa cash nachiremba wabata basa rakakura kupirikira vanhu
Muturikiri hagone mutauro kkkkk
Ndakazvitaura izvo B akufira dzezita rasekuru rakapiwa sekuru ndovane zvavakaita
Dai maita zvaMukonzanjera ndiye anoziva ngozi
Ko chigaba chetaxi…or intshu here iyo kule kkkkkk
Our madhlovu ospecially ..job weldone gal….chibva wafamba nakule myambo 😂😂😂
Nyaya ncane ncane kudiii enda panyaya yacho stret if doko ka nhai
Eeeh taurai henyu …hapana kugutsikana nekut sekuri havasi kutaura nyaya sezvairi.
N'anga ikunyebera vanhu iyi ikutaura chi Xhosa chekudzidzira 😂😂😂😂 ndaseka nhasi Drewmas Media munhu uyu akambogara ku SA 😂😂😂
Aaargh sekuri Myambo bhoo here????😢
Hanx drewmas ….
Ngoma yandifungidza kurefu 😂😂….
Nhas rarimwe zuve
Musandione kunonoka ndanga ndchiuya
Well done Madhlovu