Most Powerful Car In The World Arrives In Zimbabwe As Wicknel Chivhayo Gives 50 Cars To maPostori
Most Powerful Car In The World Arrives In Zimbabwe As Wicknel Chivhayo Gives 50 Cars To maPostori
fair use
Credit @US_Trucks
source
Click to rate this post!
[Total: 0 Average: 0]
Post Views: 4
I Like ThisUnlike
0
Please Login to Vote
I Dislike ThisUn-Dislike
0
Please Login to Vote
hey thereb sir wiknel imbinga
That's corruption
Pinda mu zanu one kuti haute mari here 😂
Nyika yedu haizive chinonzi rudo asi kuziva humbimbindoga chete
There is a difference between making it and stealing it.
Tsve kutenga mishoga mu zvipatara god bless you to bless others look at Sadio Mane young intelligent footballer and build good hospital for his PPL and pays poor family every month not mention alot # he still rides in his bicycle yet he is mult millionaire
ini ni hangu handisi kuti chii kana kuti chii bt dai sir wicknell vambopindawo muzvipatara vadonnater ma beds atlest muonowo wangu hatisikurwa nemishonga pane kupa ma postori mota vapostori ngavazvinamatire vanokomborerwa namwari wavo
Tichazvinzwa chete hazvipere zvakadaro
Ko why he is called Sir and not Cde.
Go make your money brother…jealous is a game of fools
Rolls Roys cost 600000K Nothing special about RAM
Focus on buying your own Mamoth
Wakafananq namagaya
Lasts days in the bible
Let's not focus on gossip, Let's focus on getting better
Haaa iwe thy are nothing in those trucks not expensive
Evryone 24 a day…
Only fools glorifies this showing off of wealth when Harare itself and surroundings doesn't have running water people are drinking water from boreholes in town like they are staying in rural areas, how can a capital city have water tankers forever which is supposed to be a temporary measure, come on Zimbabweans don't be shortsighted and ignorant like donkeys. That man if he truly love his country let him fix one surbab of its water problem not flashing money when your country got water and sewage problem
Ko iwe yacho yezvaunoita wakaiwana kupi zvako
Chivhayo arikuupiwa mari naED campaigning for next election zanu
Unongoti zvinhu zvakandiomera. Not vanhu vakaomerwa.
Kudya nhoko dzexvironda? Neunyope hwako uchaguma usisawane kana nhoko dzacho ukaita zvekutamba. Kkkkk
ma dream car
Work hard
Mari dzezvipatara nema roads,ne water sanitation
That car is monster hupenyu hwemari hapana yekutamba ini dai pasina moto wakandipara pamwe ndandirikunyika yangu ndapa level ririnani asi i have lost everything in fire accident in 2 different incidents i have also lost my wife and 2 children in fire accident its not easy to rise from ashes madzibaba daivachirangarirawo a widow like me mwari vanenge vandinzwa ndipedzise project yangu
People are looting
Tipeiwo mari dzacho tidye tese varume kkkkkk
Dodge Ram
Ngaachigadzirisa Dumbu iro harizi hazvizi healthy, Rick Rose akatopedza rake😂😂