Gogo Vanotya Kutorerwa Harahwa Yavo Nemwana Mudiki
Gogo Vanotya Kutorerwa Harahwa Yavo Nemwana Mudiki
Exclusive News Coverage from Sly Media TV news department.
Have you got any NEWS for us? please feel free to contacts us via the email.and mobile contacts below
Email:[email protected]
+273714761287 News Line
+263773761800 Silvester
Follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions or…
source
Reviews
0 %
Ruchengera rudo kkkkkkk regai vachengere harahwa yavo shame.
Kuvhurika ndokuziva
Nyamaropa paati arikuda sabhuku anezvaaatoona kudhara,,, atoonera kuti yellow akashandisa beans mamwe madzimai arikutoonao. munhu anobhadhara mutero ndiye muridzi wemunda kwete kuda kushandisa pakati
Apa unenge wabisa mari ye dare uchiti unobatsirika fut huye don't
Murume akuhwisa tsitsi uya kubva nhasi varume vanohura handchakupii mhosva hangu nyengai henyu uyo mukadzi ane pamuromo
Kamuchacha chaiko and murume uyo itype yevarume vaya vakanyarara
Iiiii akomanaka zvimwe zvacho zvinechivanhu here kanakuti chii chaiko
Uuum mukadzi uwu hsisi type yekuisa pamba vanhuwee haana kudzikama
Pakaipa kni