Chamisa odonhedza Chiwenga neZanu pf yake 😳
Chamisa odonhedza Chiwenga neZanu pf yake 😳
Chamisa odonhedza Chiwenga neZanu pf yake 😳
MDC Alliance leader Chamisa criticizes Zanu PF’s Chiwenga in this explosive video 😳. Stay updated with the latest political news on SABC News!
Chamisa confronts Chiwenga and his Zanu PF party in this shocking video. Watch to see the drama unfold! #sabcnews #chamisa #chiwenga #zanupfIn this…
source
Reviews
0 %
Ys amen chamisa he is a big man he doesn't want to scade a fake snake u know monya Goliath was a strong man bt he went down with a small boy ❤chamisa not zvimadara dzisina msoro
Amen David did it.
Iwewe ukutsvaga Mari owe hauna chiono dayi waive Hopewell taibva tangokuti chin'ono hameno kuti n'ono unoriziva here? Unotaura nhau dzakadhakwa
Amen and Amen
For now takuda way forward amana. Izvi zvakuti uyu ati nhingi mufudzi wembudzi uyu oti mufudzi wembudzi anokudonhedza we are fed up nazvo. Suffer continue guys it's time kutambudzika kwatirikuita taisa musoro pamwe tazvisunungura. Goriati wanhasi asiyana newekare. Sometimes kunyarara uchironga zvirinani panekungowawata zvinoita kuti goriati wacho angware. Kupindurana mashoko pasocial media kwamakuita vaChamisa nevanhu ava handifunge kuti zvine future. Rongai zvinhu zvenyu chinyararire changamire.
Anoziva zvinodiwa nevanhu
Mhinhuro nyoro inodzora kutsamwa
Chamisa anokupedza