Muzukuru wangu akafa zvisina tsarukano vanofungirwa panyaya iyi vozvipisa nemoto
Muzukuru wangu akafa zvisina tsarukano vanofungirwa panyaya iyi vozvipisa nemoto
Exclusive News Coverage from Sly Media TV news department.
Have you got any NEWS for us? please feel free to contacts us via the email.and mobile contacts below
Email:[email protected]
+273714761287 News Line
+263773761800 Silvester
Follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions or…
source
Reviews
0 %
Kkkkk sabhuku makanyanya kuita skti muri kuverenga maverse hr
Ko kuenda kuchipatara nemwana kana arwara chii chonetsa
The way this interview, you can see the reporter is directing gogo to talk what he wants to hear. He is provoking a narrative of witchcraft.
Ndiko kambuya aka
Asi sabhuku kaaa 😢😢😢kuita semunoverenga novel veduwe 😢
Chero kana kuine varoyi please itai zvose chipatara neprofiti dzenyudzo musangoita porofiti mopeta maoko haaayi mhani
Pakaitwa back to center chte
Blessings Mutisi
Mapurisa anodeedzerweyi kana munhu afa achabuda misodzi nhai sabhuku???
Chero vamwe vana vakaramba kufamba ,ngavafambeka nebaba vemwana cz ndivo vanebge vachirwadziwazve ,Gogo varikuziva ava varikupedza mhuri ngavaende kwana sekuru muone gogo ava umm vanonobatwa ava
Asi vanhu why muchitanga kumuporofita before hosp horaiti maenda ku maporofita mabatsira mwana achaya anoda mvura mumuviri so hosp nekuti arikutika
Nematambudziko gogo nemhuri yenyu
So sad
Zvakaoma
Zvakaoma
Shame Nematambudziko hama, zvino rwadza kuviga mwana wavo.. I am glad kuti vakafa avo kana Vari vakatsva vakafa vakaona Gehenna vari pasi pano