MadziBaba Ishmael Latest: Mai Vochema Chema Nevana Vavo Varovera KwaMadziBaba Ishmael
MadziBaba Ishmael Latest: Mai Vochema Chema Nevana Vavo Varovera KwaMadziBaba Ishmael
Exclusive News Coverage from Sly Media TV news department.
Have you got any NEWS for us? please feel free to contacts us via the email.and mobile contacts below
Email:[email protected]
+273714761287 News Line
+263773761800 Silvester
Follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions or…
source
Reviews
0 %
Zvakaoma church iyo ,Mwari pindirai
Ummm Ishu akaoma kana mazogara! Kukonhesa brain dze vanhu wakuru zvekutodaro! So sad mumwe mwana anga akuda kuita pilot angaatosarirwa ne a year kusiiswa chikoro kuti agare mu plaz ra Ishu
Ñdinoku secondai mama ishumail ngaorere mujeri .
Ishimairi ngaagare mujeri
Ndino tenda kuti Mwari vapindira .mhuri dzicha dzokera kumisha yavo. Zvicha tora hazvo nguva.
Vana sekuru makandirwadzisa henyu ndimi maiva ma pango epakona but uuuuu Ishumairi denga rako akuna iwee kuzviita mwari 😢😢😢😢😢😢
Gogo misodzi yenyu Mwari vachainzwa Anyway hawaidaro iweee
Zvinorema veduwee
vakakomborerwa vanovaidzwa neshoko raMwari,
zvese izvi zvinokonzerwa nekushaya zivo inobva mushoko raMwari
Mukadzi muhombe waAnyway muninina wangu ndorwadziwa hangu
Ishimairi Uyo tikuda musoro wake hatisi kufara isu sevana kuchema kukuita Mom's yedu
Ishimael haadiwe musociate
Kuzvarwa kuwachirwa namai madhoti ako nhasi worasa mubereki nekuda kwekusakwana murimbwa dzevana nxaaa mubereki ashungurudzike kusvika pakadai denga hamhuripinde munonyepa akomana
Kusakwana uko tumbwa twevana nxaaaaa ungaramba mai vko nababa vako ummmm marimapenzi evanhu
Anyway ndakadzidza naye….. so sad
Ishmael should rot in jail
Sorry zvenyu mai Angie…. Hope all will go well
Anyway Muganhu ndiSekuru vangu
Ismael imhutse chaiyo anogona kuita brainwash vanhu zvisingaiti
Iyi ndiyo chagwa chaiyo yemumachurch kuti unotorerwa fuma yako yose kunopa umwe murume 😢
It's sad to say that these are the people you know very well
Isu Topanda church asi original yakasiwa na johane inonamatwa Saturday ndo yakasiwa na Johane yacho ndo yakaviga mutumbi wajohane kwagandanzara pagomoremarimba Havana kumboti tirase hama dzedu kana kusaendesa vana kuchikoro vakati vanavenyu ngaende kuchiko Kimberi kwakuenda nyika kwakudiwa dzidzo vachataura nendudzi Havana kunge vachinamatira mvura nematombo vakati ndirichirapa nemunwe n'anga isakarapa negwenzi remushonga kana munhu akarwara anongo namatirwa opona zvese zvizhinji zvako zvekuti vanhu vangoti afunga kuita Kachechi kake kutsvaga Mari kuda kugara vachita minzauko uko vachipiwa Mari kwa Johane hakubhuadhariswe kana dollar mahara zvese
Ngabhanwe chinamato chake zvachose
Haafanire kubuda mhondi idzi
Ndezve kupenga izvo bhaibheri rinoti kudza baba vako namai vako kuti mazuva ako awedzerwe panyika
Vana madzibaba havasi vekutamba navo Ishmael zvake zvazobuda nokuti akati vanhu rambai hama hake asi ana madzibaba so pakaipa vanogona kugadzira zvavo
Havaite zvebible
Ava vavarume vakuru saka kudzoka kwavo kunonetsa kunze kwekunge farm ravharwa
Anyway shuwa rita remhunu zvoreva kuti anotogara anyway
Its a CULT; so YES vana vakafonyogwa njere. Vanotoda kubatsigwa nevanogona kubatsira zvakasimba
Church ya Ishmael iyi yakafanana neYazinyama yakambobuda mwna sikana akaroorwa nemwana wZinyama achiramba vabereki vake achivadaidza nemazita Church iyoyo inofanirwa kuongororwa zvekare
Ummm pakaipa marwadzo😭
Mushonga chokwadi
Shuwa kufurirwa kurasa mai vakakutakura 9 months nekuda kwe Canaan yaIshmael haa ndomashura akaboiliswa chaiko
Sorry mhamha
Haaaa Ishimairi ngagare zvake kujeri ikoko haana kana basa 😢
Anyway uyo hamuchamugone mhai…ndiye one of the spokesperson wa Ishmael muma interviews… Zvichitoratidza kuti vachiri mazviri zvakanyanyisa
Ane hurombwa hwefuratidzo
Ummmm Ishmael achakonzeresa mumadzinza umu shuwa
Ndarwadziwa vanhu vemu village medu.
Taurai henyu mai
Mushonga chaiwo kuvanda nechurch Satan
Zvinorwadza mufunge ichurch rudzii yakadai inosvika pakurasa vabereki vavo hazvisizvega izvi kuuraya life yevana venhu
Asi if full grown a*ss man like these 2 make a choice, we should respect it nekuti vane constitutional right to freedom of conscience and worship. Different case when children are involved
Church iyi isatanism ngani imi kana iye lshumaiel wachi muchatonzwaabudiswa wani kana ZANU mus
ingaizivi
Shame ndinovaziva amai ava zvinorwadza izvi zvakaitwa nevana vavo
Mungagoonekwa kana munhu atendeuswa dimon racho rakasimba
😢😢😢😢😢😢
Anawo mushonga 😢😢