Tete Vaida Kuuraya Mwana Wehanzvadzi
Tete Vaida Kuuraya Mwana Wehanzvadzi
Exclusive News Coverage from Sly Media TV news department.
Have you got any NEWS for us? please feel free to contacts us via the email.and mobile contacts below
Email:[email protected]
+273714761287 News Line
+263773761800 Silvester
Follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions or…
source
Reviews
0 %
Basa basa pamberi
Shasha sekuru
Muroyi ngafe
Kana vafa mutiudze tiuye kunhamo yewaroi ava
Mvura yacho inonaya sey muchidai imi varoyi aaaa thank you sekuru namukoma Sly
Very good varoyi awa ngawafewo haaa iyi ndiyimboma manje very good sekuru varoyi vese wanouraya vanhu ngawapfukirwe ngewanhu wese wewakauraya ma tateguru ese Dai wadai haaa varoyi waita washoma munyika haaa tadzwa nekuroyiwa very good sekuru
Haaaa mapositori enyu ayaaah
Of the fear of death kkkk varoyi vanotya kufa veduwe. This is best nekuti vanhu vari kupera veduwe.
Hapana kusaziva maiziva imii
Sekuru Amadu chiwororo 👏🏾👏🏾
Honayi kunyepera kuchema vanoda magwati, no mercy fr witches
Ngavatange vadzosa zvinhu zvavo vozofa
Kuzorereka msoro knge mkutaura zvisvinu ,kabasa katange tichishanda kinge kabsa kasvinu
Uuuuuuummmm thanks sekuru Amadi ne Slm tv😢😢😢😢😢😢
Ngavafe varoyi sei vasingade kufa vachiuraya vamwe satan ngavafe sekuru musaite tsitsi never sekuru tovimba nemi kuvaroyi ava imbwa chaidzo
Sekuru vanogona ava❤
Vana tete Ava kutozosunga dhuku richena zvakaoma
Ndkunonzi kunyepera kuchema uku. Such evil women
Im a bit lost. Are the two witches sisters?
This go back to sender ndaifarira. Regai rafi vazrwire vega. Why are they afraid of dying ana diaborosi ava. Kunzwirwa tsitsi kweyi.
Magona sekuru wangu
Madhuku machena
Varoi ngavafe
Kkkk,hanzi tikaita zvekuponda.Zvinorwadza hazvo veduwee.Apa havadi kufa varoyi vacho nxa.Urayai sekuru zvipfuure.
Ende futi, hama yako ndomuroyi wako
Yaaa go back to sender zvaa zvinhu.
Zvakaoma saka maivangu takangoti istroke zvayo ndarwadziwa 😭
Varoyi muchafa rinhi tizorore
Sekuru zvimbuya izvi zvonoda kudzorerwawo ngazvife nxa
Asi haisi acting here iyi