Ndakanyeperwa Kuti Ndaba Mombe Nemunhu Wandaishandira Mushure Mekunge Ndabvunza Chikwereti
Ndakanyeperwa Kuti Ndaba Mombe Nemunhu Wandaishandira Mushure Mekunge Ndabvunza Chikwereti
Exclusive News Coverage from Sly Media TV news department.
Have you got any NEWS for us? please feel free to contacts us via the email.and mobile contacts below
Email:slymediastreaming@gmail.com
+273714761287 News Line
+263773761800 Silvester
Follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions or…
source
Reviews
0 %
Ndovimba minamato yedu ichanzwikwa
Ndoozvavanoita maZANU ukangomudaro otofunga kukuuraya. ChiZanu ndechevaroyi nevaurai
Sorry son
If that was me The moment I get out of jail …. I will go straight kuna Sekuru… 9 years haisi yekutamba… that person will not sleep for 9 years too ahh
Zvinorwadza
Zvinorwadza kuita hutsinye hwakadaro mwari pindirai munhu uyo ngatukwe namwari
Hakuna kuroya kunodarika uku ko kungomunyima hako mari yacho woti kushandisa munhu mahara womusungisa futi pamusoro pazvo
😮😮😮 svinogwadza mwari pindirai
Zvandidzimba
Eish ndarwadziwa kusvika pekupedzisira
Zvorwadza shuwa
So sad asika kudenga kuna Mwari, ungasungisire munhu nekuti akuda mari yake
Ndarwadziwa shame
Zvakaom a hazvo mwari haadhakwe bro ndozvavari vanh Ava