Mhuri Dzoramwirana Mwana Anechirwere Chekudona Vachiti Chikwambo

Author Avatar

SlyMediaTv

Joined: Apr 2024
Spread the love


Mhuri Dzoramwirana Mwana Anechirwere Chekudona Vachiti Chikwambo


Exclusive News Coverage from Sly Media TV news department.
Have you got any NEWS for us? please feel free to contacts us via the email.and mobile contacts below
Email:[email protected]
+273714761287 News Line
+263773761800 Silvester
Follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions or…

source

Reviews

0 %

User Score

0 ratings
Rate This

Sharing

Leave your comment

Your email address will not be published. Required fields are marked *

25 Comments

  1. Bamukuru as long musiri kuziva pane tsvimbo ndimi muroyi, nekuti tsvimbo dzakapiwa imi so it's your responsibility. Bamukuru ngavatsvage pane tsvimbo vanhu votangira ipapo.

  2. Rubatsiro yes tsvagai, but mugadzirise zvakare relationship yenyu nababa vemwana. Nekuti pakawana zvinoitika pamwana uyu werudzi awake pasina ingozi iyi. Ndiri kuzviona kuvanasikana nemadzimai akawanda ari kungogara nevana vevanhu vana baba vavo vasingazikanwe, ingozi dzamuri kuisa mumisha yenyu kana vana ivavo vazofa pasina wehukama hwake. Just an advise kumadzimai ose, tiri vanhu vechivanhu nyangwe tikanamata sei, nyangwe tikanogara kuUK hatifi takachinja rudzi irworu. As long waita pamuviri pane munhu anemutupo tsvaga baba vake mogadzirisa relationship yacho nekuti zvinozonetsa mangwana. Tarisai rubatsiro rwanhasi nerwemakore anouya. Ndatenda.

  3. Tsvaga pekugara pasina magetsi uite kamusika nekuruka uripo,haurari nenzara. Then, mochifambira dambudziko remwana uri pako . Dai mwari wapindira.